Njuzu : mutambo

“Njuzu”. Panopera hondo yevagari vepanyika nevemumvura, Nyika anopembererwa pamwe nokubikirwa doro nevabereki vake. Panozoita mubatanidzwa wamauto naiye anowana basa somuuto wehurumende itsva. Muchiuto umu zvinhu zvinoita manyama amire nerongo obuda apiwa demob asi nhamo dzinobva dzatonyanya. Anoend...

Full description

Saved in:
Bibliographic Details
Main Author: Magwa, Wiseman
Format: Book
Language:other
Published: Mambo Press 2022
Subjects:
Online Access:http://hdl.handle.net/11408/4880
Tags: Add Tag
No Tags, Be the first to tag this record!
Description
Summary:“Njuzu”. Panopera hondo yevagari vepanyika nevemumvura, Nyika anopembererwa pamwe nokubikirwa doro nevabereki vake. Panozoita mubatanidzwa wamauto naiye anowana basa somuuto wehurumende itsva. Muchiuto umu zvinhu zvinoita manyama amire nerongo obuda apiwa demob asi nhamo dzinobva dzatonyanya. Anoenda kudhorobha osvikoshaya basa opona nokupemha kudya nemari pamusika. Zvomudhorobha zvanetsa anozofunga zvokuenda kumapurazi kwaanosvikopinda basa rapayadhi. The mermen or Waterspirits. On his return from the Liberation war, Nyika, a dedicated freedom fighter, finds that he gets a warm reception from his parents but a cold reception from the new realities of the country he helped liberate. The aspiring ‘warrior’, now turned civilian, finally ends up doing domestic work. The play is cast in an allegorical style, hence its title.